Johani 5:39-40
Johani 5:39-40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munoshingaira kunzvera magwaro nokuti munofunga kuti maari mune upenyu husingaperi. Magwaro iwaya anopupura pamusoro pangu, asi imi munoramba kuuya kwandiri kuti muve noupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:39-40 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munonzvera Magwaro, nokuti munoti upenyu husingaperi munahwo maari; ndiwo anondipupurira ini. “Asi hamudi kuuya kwandiri, kuti muve noupenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5Johani 5:39-40 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munotsvagatsvaga muMagwaro Matsvene nokuti munofunga kuti maari munowana upenyu husingaperi Magwaro iwayo ndiwo anotondipupurira. Asi imi munoramba kuuya kwandiri kuti muwane upenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 5