Johani 5:17 - Enzanisa Shanduro Dzose
Johani 5:17 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwavari, “Baba vangu vanoramba vari pabasa ravo kusvikira nhasi chaiye, uye neniwo, ndiri kushanda.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 BDSCJohani 5:17 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SNA2002Johani 5:17 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi iye wakapindura, akati: Ƃaɓa ʋangu ʋacaɓata kuȿikira ɀino, neni ndinoɓata ʋo.
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SUB1949Johani 5:17 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBJohani 5:17 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.”
Pakurirana nevamwe
Johani 5 SCLBD