Johani 4:34
Johani 4:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndiko kuita kuda kwowakandituma uye nokupedza basa rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:34 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndizvo, kuti ndiite kuda kwoakandituma, nokupedza basa rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4Johani 4:34 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu kuita zvinodiwa naiye akandituma uye kupedza basa rake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 4