Johani 3:8
Johani 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mhepo inovhuvhuta ichienda kwainoda. Unonzwa inzwi rayo, asi haugoni kuziva kwainobva kana kwainoenda. Ndizvo zvakaitawo vose vakaberekwa noMweya.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mhepo inovhuvhuta painoda napo, unonzwa izwi rayo, asi hauzivi painobva napainoenda; mumwe nomumwe akaberekwa naMweya akadaro.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mhepo inovhuvhuta kwainoda, unonzwa kuvhuvhuta kwayo asi hauzivi kwainobva kana kwainoenda. Ndizvo zvimwechetezvo nomunhu wose anoberekwa naMweya.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3