Johani 3:20
Johani 3:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumwe nomumwe anoita zvakaipa anovenga chiedza, uye haapindi muchiedza nokuti anotya kuti mabasa ake angaiswa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti mumwe nomumwe, anoita zvakaipa, anovenga chiedza, haauyi pachiedza, kuti mabasa ake arege kubudiswa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti munhu wose anoita zvakaipa anovenga chiedza uye haauye kuchiedza kuitira kuti mabasa ake arege kuburitswa pachena.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3