Johani 3:16 - Compare All Versions
Johani 3:16 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake mumwe oga, kuti ani naani anotenda kwaari arege kufa asi ave noupenyu husingaperi.
Johani 3:16 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari akada nyika nokudaro, kuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa mumwe woga, kuti ani naani anotenda kwaari, arege kufa, asi ave noupenyu husingaperi.
Johani 3:16 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mwari akada pasi zvikuru zvokuti akapa Mwanakomana wake mumwechete kuti munhu wose anotenda maari arege kufa, asi kuti awane upenyu husingaperi.
Johani 3:16 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti Mŋari wakaɗa nyika nokuɗaro, kuti wakapa Mŋanakomana wake wakaɓerekwa mumŋe woga, kuti aninani unotenda kwaari, arege kufa, asi aʋe noʋupenyu bgusiŋgaperi.
Johani 3:16 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari akada pasi zvikuru zvokuti akapa Mwanakomana wake mumwechete kuti munhu wose anotenda maari arege kufa, asi kuti awane upenyu husingaperi.