Johani 3:14
Johani 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mozisi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana woMunhu anofanira kusimudzwawo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mosesi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3Johani 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sokusimudzira nyoka mudenga kwakaita Mosesi murenje saizvozvo Mwanakomana womunhu anofanira kusimudzwawo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 3