Johani 21:22 - Compare All Versions
Johani 21:22 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Kana ndichida kuti arambe ari mupenyu kusvikira ndichidzoka, unei nazvo iwe? Unofanira kunditevera iwe.”
Pakurirana nevamwe
Johani 21 BDSCJohani 21:22 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Kana ndikada kuti agare kusvikira ndichiuya, uneiko nazvo iwe? Unditevere iwe.”
Pakurirana nevamwe
Johani 21 SNA2002Johani 21:22 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Jesu akati kwaari: Kana ndikaɗa kuti agare kuȿikira ndiciʋuya, uneiko naɀo iwe? Unditeʋere iwe.
Pakurirana nevamwe
Johani 21 SUB1949Johani 21:22 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.”
Pakurirana nevamwe
Johani 21 SCLBJohani 21:22 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Jesu akati kwaari, “Ko kana ndichida kuti arambe aripo kusvikira ndadzoka zvinei newe. Chako iwe kunditevera.”
Pakurirana nevamwe
Johani 21 SCLBD