Johani 21:18
Johani 21:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokuudza chokwadi kuti, zvawakanga uchiri muduku waizvipfekedza uye uchienda kwaunoda; asi kana wakura, uchatambanudza maoko ako, uye mumwe zvake achakufukidza agokutungamirira kwausingadi kuenda.”

Johani 21:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchiri jaya, waizvisunga chiuno, uchifamba kwawaida; asi kana wakwegura, uchatambanudza maoko ako, mumwe achakusunga chiuno, achikuisa kwausingadi.”
Johani 21:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwauri, “Pawakanga uchiri mudiki waipfeka uchienda kwaunoda asi kana wachembera uchatambanudza maoko ako mumwe achikusunga achienda newe kwausingadi.”