Johani 17:26 - Compare All Versions
Johani 17:26 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakuzivisai kwavari, uye ndicharamba ndichiita kuti vakuzivei kuitira kuti rudo rwamakandida narwo rwuve mavari uye kuti ini pachangu ndive mavari.”
Pakurirana nevamwe
Johani 17 BDSCJohani 17:26 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakavazivisa zita renyu, uye ndicharizivisa, kuti rudo, rwamakandida narwo, ruve mavari, neni ndive mavari.”
Pakurirana nevamwe
Johani 17 SNA2002Johani 17:26 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndakaita kuti vazive zita renyu uye ndichaita kuti rizivikanwe kuti rudo rwamakandida narwo ruvewo mavari uyewo kuti iniwo ndive mavari.”
Pakurirana nevamwe
Johani 17 SCLBDJohani 17:26 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndakaʋaziʋisa zita renyu, ʋuye ndicariziʋisa, kuti ruɗo, rwamakandiɗa narwo, ruʋe maʋari, neni ndiʋe maʋari.
Pakurirana nevamwe
Johani 17 SUB1949Johani 17:26 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaita kuti vazive zita renyu uye ndichaita kuti rizivikanwe kuti rudo rwamakandida narwo ruvewo mavari uyewo kuti iniwo ndive mavari.”
Pakurirana nevamwe
Johani 17 SCLB