Johani 17:1
Johani 17:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati ataura izvi, akatarira kudenga akanyengetera achiti: “Baba, nguva yasvika. Kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana wenyu akukudzei.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akataura izvozvi, akatarira kudenga, akati, “Baba, nguva yasvika; kudzai Mwanakomana wenyu, kuti Mwanakomana akukudzei imi
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17Johani 17:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu paakapedza kutaura izvi akatarisa kudenga akati, “Baba nguva iya yazosvika. Chipai Mwanakomana mukurumbira kuti iyewo Mwanakomana akuwanisei mukurumbira
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 17