Johani 16:24 - Compare All Versions
Johani 16:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kusvikira zvino hamusati matombokumbira kana chinhu muzita rangu. Kumbirai uye muchapiwa, uye mufaro wenyu uchava wakazara.
Pakurirana nevamwe
Johani 16 BDSCJohani 16:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kusvikira zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu; kumbirai, muchapiwa, mufaro wenyu uzadzike.
Pakurirana nevamwe
Johani 16 SNA2002Johani 16:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare.
Pakurirana nevamwe
Johani 16 SCLBDJohani 16:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Kuȿikira ɀino hamuna‐kukumbira cinhu muzita raŋgu; kumbirai, mucapiwa, mufaro wenyu uzadzike.
Pakurirana nevamwe
Johani 16 SUB1949Johani 16:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kusvikira pari zvino hamuna kukumbira chinhu muzita rangu chikumbirai muchapiwa kuti rufaro rwenyu ruzare.
Pakurirana nevamwe
Johani 16 SCLB