Johani 16:13
Johani 16:13 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Asi kana aȿika, iye Mŋeya waɀokwaɗi, ucakutuŋgamirirai muɀokwaɗi yose; nokuti haaŋgatauri ɀake, asi ɀaakanzwa, ndiɀo ɀaacataura, ʋuye ucakuparidzirai ɀinoʋuya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi kana iye, Mweya wechokwadi, auya, achakutungamirirai muzvokwadi yose. Haangazotauri zvake; achataura zvaanenge anzwa chete, uye achakuudzai zvichauya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi kana asvika, iye Mweya wechokwadi, achakutungamirirai muchokwadi chose; nokuti haangatauri zvake, asi zvaakanzwa, ndizvo zvaachataura, uye achakuparidzirai zvinouya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16Johani 16:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana Mweya wechokwadi auya achakutungamirirai muchokwadi chose, nokuti anenge asingatauri zvomusoro wake. Zvaanenge anzwa ndizvo zvaanotaura; achakutaurirai zvinhu zvichauya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 16