Johani 15:7
Johani 15:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Mukaramba muri mandiri mazwi anguwo akaramba ari mamuri kumbirai zvenyu chamunenge muchida muchachiitirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana muchigara mandiri uye mashoko angu achigara mamuri, kumbirai zvose zvamunoda, uye muchazvipiwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana muchigara mandiri, namashoko angu achigara mamuri, kumbirai zvamunoda, muchazviitirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mukaramba muri mandiri mazwi anguwo akaramba ari mamuri kumbirai zvenyu chamunenge muchida muchachiitirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15