Johani 15:5
Johani 15:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ini ndiri muzambiringa; imi muri matavi. Kana munhu akagara mandiri uye neni maari, achabereka zvibereko zvakawanda; kunze kwangu hamugoni kuita chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Ini ndiri mudzambiringa, imi muri matavi. Anogara mandiri, neni maari, ndiye anobereka michero yakawanda; nokuti kunze kwangu hamugoni kuita chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ini ndini mugirepisi imi ndimi mapazi acho. Anogara mandiri ndichagarawo maari iyeyo ndiye anobereka muchero wakawanda, nokuti musineni hapana chamunogona kuita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15