Johani 15:19
Johani 15:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana maiva venyika, nyika yaidana vayo; zvino zvamusati muri venyika, asi ini ndakakusanangurai panyika, saka nyika inokuvengai.
Johani 15:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Dai muri vapasi pano, pasi pangadai pachitokudai savanhu vapo. Asi pamusana pokuti hamusi vapasi pano, uye nokuti ndakakutsaurai kubva pasi pano, ndokusaka pasi pachikuvengai.
Johani 15:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Dai manga muri venyika, ingadai ichikudai sezvainoda vayo. Zvino, hamusi venyika, asi ini ndakakusarudzai kuti mubude munyika. Ndokusaka nyika ichikuvengai.
Johani 15:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana maiva venyika, nyika yaidana vayo; zvino zvamusati muri venyika, asi ini ndakakusanangurai panyika, saka nyika inokuvengai.
Johani 15:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)