Johani 15:12
Johani 15:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Murayiro wangu ndouyu: Dananai, sezvo ini ndakakudai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uyu ndiwo murayiro wangu, kuti mudane, seni ndakakudai imi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15Johani 15:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Uyu ndiwo mutemo wangu wokuti: Idanai sokukudai kwandakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 15