Johani 14:23
Johani 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Kana munhu achindida, achateerera kudzidzisa kwangu. Baba vangu vachamuda, uye tichauya kwaari toita ugaro hwedu naye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akapindura, akati kwaari, “Kana munhu achindida, achachengeta shoko rangu; nababa vangu vachamuda, tichauya kwaari, tikaita ugaro hwedu maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akamupindura achiti, “Kana munhu achindida anochengeta izwi rangu Baba vangu vachamuda tozobva touya kwaari toita musha wedu maari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14