Johani 14:20
Johani 14:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva iro muchaziva kuti ini ndiri muna Baba, uye imi muri mandiri, uye ini ndiri mamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nezuva iro muchandiziva, kuti ndiri muna baba, nemi mandiri, neni mamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14Johani 14:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ipapo ndipo pamuchaziva kuti ini ndiri muna Baba vangu imi muri mandiri iniwo ndiri mamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 14