Johani 13:17
Johani 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino zvamava kuziva zvinhu izvi, mucharopafadzwa kana mukazviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13Johani 13:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana muchizviziva izvi, makaropafadzwa kana muchizviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13Johani 13:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Kana muchiziva zvinhu izvi muchakomborerwa kana mukazviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 13