Johani 12:46
Johani 12:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakauya panyika sechiedza, kuti kurege kuva nomunhu anotenda mandiri angagara murima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:46 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ini ndakauya munyika, ndiri chiedza, kuti ani naani anotenda kwandiri arege kugara murima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:46 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakauya sechiedza pasi pano kuti ani naani anotenda mandiri arege kugara murima.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12