Johani 12:26
Johani 12:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ani naani anondishandira anofanira kunditevera; uye pandinenge ndiri, muranda wangu achavapowo ipapo. Baba vangu vachakudza munhu uyo anondishandira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana munhu achindishumira, ngaanditevere; napandinenge ndiri, nomuranda wangu achavapowo. Kana munhu achindishumira, baba vachamukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anoda kundishandira, anofanira kunditevera, kwandinenge ndiri, mushandi wangu ndokwaanofanirawo kuva. Munhu akandishandira, Baba vachamukudza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12