Johani 12:25
Johani 12:25 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Unoɗa ʋupenyu bgake, ucarashikirwa nabgo; nounoʋeŋga ʋupenyu bgake panyika ino, ucabguceŋgeta kuʋupenyu bgusiŋgaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anoda upenyu hwake acharasikirwa nahwo, asi munhu anovenga upenyu hwake munyika ino achahuchengetera upenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anoda upenyu hwake, acharasikirwa nahwo; noanovenga upenyu hwake panyika ino, achahuchengeta kuupenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anoda upenyu hwake anorasikirwa naho, asi uyo anovenga upenyu hwake pasi pano anohuchengeta kusvikira kuhupenyu husingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12