Johani 12:24
Johani 12:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokuudzai chokwadi, kana tsanga yegorosi ikasawira muvhu ikafa, inongoramba ichingova yoga. Asi kana ikafa, inobereka mbeu dzakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, kana tsanga yezviyo ikasawira muvhu, ikafa, ichagara iri yoga; asi kana ikafa, inobereka zvibereko zvizhinji.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvechokwadi chaizvo ndinoti kwamuri kusatoti tsanga yekoroni yawira muvhu ikafa inoramba ichingova yoga asi ikafa inobereka muchero wakawanda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12