Johani 12:23
Johani 12:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akapindura akati, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana woMunhu akudzwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akavapindura, akati, “Nguva yasvika, kuti Mwanakomana womunhu akudzwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12Johani 12:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akavapindura achiti, “Nguva yasvika yokuti Mwanakomana womunhu zvino achiwana mukurumbira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 12