Johani 11:16
Johani 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo Tomasi Dhidhimo akati kuvadzidzi vose, “Ngatiendei, kuti tinofawo naye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Tomasi, ainzi Dhidhimo, akati kuna vamwe vadzidzi, “Hendei nesuo, kuti tindofa naye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11Johani 11:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 11