Johani 10:29-30
Johani 10:29-30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu. Ini naBaba tiri vamwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:29-30 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu. “Ini nababa tiri vamwe.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10Johani 10:29-30 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba. Ini naBaba tiri mumwechete.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 10