Johani 1:2-3
Johani 1:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye aiva kuna Mwari kubva pakutanga. Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Irori pakutanga rakanga riri kuna Mwari. Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kubvira pakutanga, iye akanga ari pamwechete naMwari. Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1