Johani 1:18
Johani 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hakuna akamboona Mwari, asi Mwanakomana Iye Mumwe Oga, ari pachipfuva chaBaba, akaita kuti azivikanwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hakuna munhu akatongoona Mwari; mwanakomana akabereka ari mumwe oga, ari pachifuva chababa, ndiye akamuzivisa isu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1