Jeremia 8:4 - Compare All Versions
Jeremia 8:4 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha: “ ‘Vanhu pavanowira pasi, havamukizve here? Munhu akange ambotsauka, haadzokizve here?
Pakurirana nevamwe
Jeremia 8 BDSCJeremia 8:4 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino unofanira kuti kwavari, “Zvanzi naJehovha, ‘Ko vanhu vangawa, vakasazomukazve here? Munhu ungatsauka, akasazodzoka here?’
Pakurirana nevamwe
Jeremia 8 SNA2002Jeremia 8:4 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Unofanira kuvataurira kuti, zvanzi naTenzi, “Vanhu pavanoputsika, havasumukezve here? Ko kana munhu atsauka mugwara haadzokezve here?
Pakurirana nevamwe
Jeremia 8 SCLBDJeremia 8:4 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino unofanira kuti kwaʋari: Ɀanzi naJehova: Ko ʋanhu ʋaŋgawa, ʋakasazomuka ɀe here? Munhu uŋgatsauka, akasazodzoka here?
Pakurirana nevamwe
Jeremia 8 SUB1949Jeremia 8:4 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unofanira kuvataurira kuti, zvanzi naTenzi, “Vanhu pavanoputsika, havasumukezve here? Ko kana munhu atsauka mugwara haadzokezve here?
Pakurirana nevamwe
Jeremia 8 SCLB