Jeremia 6:10
Jeremia 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndingataura naaniko wandingayambira? Ndianiko achandinzwa? Nzeve dzavo dzakadzivirwa kuti varege kunzwa. Shoko raJehovha chigumbuso kwavari; havawani mufaro mariri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 6Jeremia 6:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndichataura nani nokuvapupurira vanzwe? Tarirai, nzeve dzavo hadzina kudzingiswa, havagoni kunzwa; tariai, shoko raJehovha rava kwavari chinhu chinodadirwa, havarifariri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 6Jeremia 6:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Ndiani chaizvo wandingataurire ndichiyambira kuti vanzwe? Hezvi nzeve dzavo dzakadzivira, havanzwi. Zvamunoona, kwavari ivo, shoko raTenzi rangova chinhu chinoshoreka, havachamborifarirai
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 6