Jeremia 5:31
Jeremia 5:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vaprofita vanoprofita nhema, vaprista vanotonga nesimba ravo uye vanhu vangu vanofarira izvozvo. Asi muchaiteiko pakupedzisira?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 5Jeremia 5:31 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
vaporofita vanoporofita nhema, navapristi vanobata ushe vachirairwa navo; asi vanhu vangu vanofarira izvozvo; zvino pakupedzisira kwazvo muchaiteiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 5Jeremia 5:31 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
chokuti: vaporofita vari kuporofita zvenhema vapristiwo vachitonga vachingoita kuti zvivanakire. Vanhu vangu ndozvavari kutodawo zvakadaro izvozvo, asi muchaita sei kana kuguma kwazvosvika?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 5