Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 42:3 - Compare All Versions

Jeremia 42:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Nyengeterai kuti Jehovha Mwari wenyu atiudze kwatinofanira kuenda uye zvatinofanira kuita.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 42 BDSC

Jeremia 42:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

kuti Jehovha Mwari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo nechinhu chatinofanira kuita.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 42 SNA2002

Jeremia 42:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

kuitira kuti Tenzi Mwari wenyu atiratidzewo gwara ratinofanira kutevedza uye nezvatinofanira kuti tiite.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 42 SCLBD

Jeremia 42:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

kuti Jehova Mŋari wenyu atiratidze nzira yatinofanira kufamba nayo necinhu catinofanira kuita.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 42 SUB1949

Jeremia 42:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

kuitira kuti Tenzi Mwari wenyu atiratidzewo gwara ratinofanira kutevedza uye nezvatinofanira kuti tiite.”

Pakurirana nevamwe
Jeremia 42 SCLB