Jeremia 4:23
Jeremia 4:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakatarira nyika, yakanga isina kugadzirwa, isina chinhu; uye nokumatenga, chiedza chawo chakanga chisisipo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4Jeremia 4:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakatarira nyika, ndikaiona yaparadzwa, isina chinhu; ndikatarira denga rose, asi rakanga risina chiedza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4Jeremia 4:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndakatarisa panyika, ndikaona paparara, pasisina chiripo. Ndakatarisa kudenga, ndikaona kusina chiedza
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4