Jeremia 4:18
Jeremia 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Tsika dzako namabasa ako ndizvo zvauyisa izvi pamusoro pako. Ichi ndicho chirango chako. Haiwa, zvinovava sei! Haiwa, zvinobaya sei mwoyo!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4Jeremia 4:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mufambire wako nezvawakaita ndizvo zvakakuyisira zvinhu izvi; ndiko kutadza kwako; nokuti zvinovava, nokuti zvinosvikira kumwoyo wangu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4Jeremia 4:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nzira dzako namaitiro ako ndozvakupfukira, ndokupera kwako ikoku. Zvinorwadza zvakusvika pamwoyo chaipo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4