Jeremia 4:1
Jeremia 4:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Haiwa Israeri, kana muchida kudzoka, dzokai kwandiri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Kana mukabvisa pamberi pangu zvifananidzo zvenyu zvinonyangadza uye mukasarasikazve
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4Jeremia 4:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvanzi naJehovha, “Kana muchida kudzoka, imi Isiraeri, kana muchida kudzokera kwandiri, kana muchida kubvisa zvinonyangadza zvenyu pamberi pangu, hamungafaniri henyu kudzungaira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4Jeremia 4:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvanzi naTenzi “Iwe Isiraeri kana wafunga zvokudzoka, kwandiri ndokwaunofanira kudzokera. Kana ukabvisa pandiri pangu zvinondisemesa izvi usingaite mwoyo miviri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 4