Jeremia 35:1
Jeremia 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iri ndiro shoko rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha pamazuva okutonga kwaJehoyakimi, mwanakomana waJosia mambo weJudha, richiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 35Jeremia 35:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Shoko, rakasvika kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha namazuva aJehoiakimu, mwanakomana waJosia, mambo waJudha, richiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 35Jeremia 35:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shoko iri rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Tenzi mumazuva aJehoyakimu mwanakomana waJosiya mambo wokwaJudha richiti
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 35