Jeremia 30:17
Jeremia 30:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi ndichakudzorera pautano uye ndichaporesa maronda ako,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘nokuti iwe wakanzi murashwa, Zioni zvaro risina ane hanya naro.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 30Jeremia 30:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndichakudzosera mufaro pamuviri, ndichakuporesa mavanga ako, ndizvo zvinotaura Jehovha, zvavakakutumidza zita rinonzi Murashwa, vachiti, ‘NdiZioni zvaro, hakuna munhu une hanya naro.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 30Jeremia 30:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti ndichakudzosera utano hwako maronda ako ndichiaporesa ndizvo zviri kutaura Tenzi pamusana pokuti vakakutumidza kuti ‘Musemwa.’ Vachitokuti, ‘Zionimurambwanavose.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 30