Jeremia 3:12
Jeremia 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Enda undoparidza shoko iri kurutivi rwokumusoro uchiti, “ ‘Dzokai imi Israeri vokusatenda,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘Handichazorambi ndakafinyamisa chiso changu kwamuri, nokuti ndizere nengoni,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘handingarambi ndakatsamwa nokusingaperi.
Jeremia 3:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Enda unoparidza mashoko awa kurutivi rwokumusoro, uti, ‘Dzokai, imi Isiraeri wokudzokera shure ndizvo zvinotaura Jehovha; handingakutaririyi ndakatsamwa, nokuti ndine nyasha, handingarambi ndakatsamwa nokusingaperi ndizvo zvinotaura Jehovha.
Jeremia 3:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Enda undoparidza kuchamhembe mazwi aya utaure uchiti: “Zvanzi naTenzi, chidzoka iwe Isiraeri mhandupandu yomunhu. Handichakutsvukisira meso nehasha nokuti ndine ngoni, ndizvo zviri kutaura Tenzi handicharamba ndakashatirwa nokusingaperi.
Jeremia 3:12 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Enda undoparidza mashoko awa kurutiʋi rwokumsoro, uti: Dzokai, imi Israeri ʋokudzokera shure — ndiɀo ɀinotaura Jehova; handiŋgakutaririyi ndakatsamŋa, nokuti ndinenyasha, handiŋgarambi ndakatsamŋa nokusiŋgaperi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Jeremia 3:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)