Jeremia 26:3
Jeremia 26:3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀimŋe ʋaŋgaterera, ʋakadzoka mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa; kuti ndiɀiɗembe pamsoro peɀakaipa ɀandinofuŋga kuʋaitira nokuɗa kweɀakaipa ɀaʋo ɀaʋanoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 26Jeremia 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvimwe vachanzwa mumwe nomumwe akadzoka panzira dzake dzakaipa. Ipapo ndichazvidemba ndikarega kuisa pamusoro pavo njodzi yandanga ndichifunga kuvaitira nokuda kwezvakaipa zvavakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 26Jeremia 26:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvimwe vangaterera, vakadzoka mumwe nomumwe panzira yake yakaipa; kuti ndizvidembe pamusoro pezvakaipa zvandinofunga kuvaitira nokuda kwezvakaipa zvavo zvavanoita.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 26Jeremia 26:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvimwe vangateerere, munhu wose akatendeuka pakuita kwake kwakaipa kuitira kuti ndirege kuita kwavari chakaipa chandanga ndavarongera pamusana pezvakaipa zvavakaita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 26