Jeremia 25:6
Jeremia 25:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Regai kutevera vamwe vamwari kuti muvashumire uye muvanamate; murege kunditsamwisa nezvakaitwa namaoko enyu. Ipapo handingakuitirei zvakaipa.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 25Jeremia 25:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
regai kutevera vamwe vamwari kuti muvashumire, nokuvanamata, murege kunditsamwisa namabasa amaoko enyu; ini ndigorega kukuitirai zvakaipa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 25Jeremia 25:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Regai kutevera vamwe vamwari kundovashandira kana kuvanamata kana kundishatirisa nebasa ramunoita namaoko enyu. Kana madaro iniwo handizokukuvadzai.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 25