Jeremia 23:22
Jeremia 23:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi dai vakamira parangano yangu, vangadai vakaparidza mashoko angu kuvanhu vangu, uye vangadai vakavadzora panzira dzavo dzakaipa, napamabasa avo akaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 23Jeremia 23:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
“Asi dai vakanga vamira parangano yangu, vangadai vakanzwisa vanhu vangu mashoko angu, vakavadzora panzira yavo yakaipa, napazvakaipa zvamabasa avo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 23Jeremia 23:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“Dai kuri kuti vakambopindawo mudare rangu, vangadai vakaparidza mazwi angu kuvanhu vangu, vangadaiwo vakavadzora munzira dzavo dzakaipa nokuzviito zvavo zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Jeremia 23