Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 13:10 - Compare All Versions

Jeremia 13:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu ava vakaipa, vanoramba kunzwa mashoko angu, vanotevera kusindimara kwemwoyo yavo uye vanoenda kuna vamwe vamwari kuti vavashumire uye vavanamate, vachafanana nebhanhire iri, risingabatsiri chose!

Pakurirana nevamwe
Jeremia 13 BDSC

Jeremia 13:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vanhu ava vakaipa, vanoramba kunzwa mashoko angu, vanofamba nohukukutu hwemwoyo yavo, vakatevera vamwe vamwari kuti vavashumire nokuvanamata, vachafanana nebhanhire iri, risina basa chose.’

Pakurirana nevamwe
Jeremia 13 SNA2002

Jeremia 13:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vanhu vakaipa ivava ava, vanoramba kunzwa zvandinotaura vanoita zvavo musikanzwa vachiita zvomusoro wavo. Vava kushandira vamwe vamwari vachivanamata vachaita sejira irori iri risisina basa.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 13 SCLBD

Jeremia 13:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋanhu aʋa ʋakaipa, ʋanoramba kunzwa mashoko aŋgu, ʋanofamba noʋukukutu bgemŋoyo yaʋo, ʋakateʋera ʋamŋe ʋamŋari kuti ʋaʋashumire nokuʋanamata, ʋacafanana nebanhire iri, risineɓasa cose.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 13 SUB1949

Jeremia 13:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vanhu vakaipa ivava ava, vanoramba kunzwa zvandinotaura vanoita zvavo musikanzwa vachiita zvomusoro wavo. Vava kushandira vamwe vamwari vachivanamata vachaita sejira irori iri risisina basa.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 13 SCLB