Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Jeremia 10:24 - Compare All Versions

Jeremia 10:24 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Ndirangei, Jehovha, asi chete nokururamisira, kwete mukutsamwa kwenyu, kuti murege kundiparadza zvachose.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 10 BDSC

Jeremia 10:24 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Haiwa, Jehovha, ndirangei henyu asi muite nokururama; musazviita nokutsamwa kwenyu, kuti murege kundipedza chose.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 10 SNA2002

Jeremia 10:24 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Imi Tenzi, kundidzora, ndidzorei henyu, asi zviri pamwero musina kushatirwa nokuti mungadaro mukaita kuti pangu pandiperere.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 10 SCLBD

Jeremia 10:24 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Haiwa, Jehova, ndiraŋgei henyu, asi muite nokururama; musaɀiita nokutsamŋa kwenyu, kuti murege kundipedza cose.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 10 SUB1949

Jeremia 10:24 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Imi Tenzi, kundidzora, ndidzorei henyu, asi zviri pamwero musina kushatirwa nokuti mungadaro mukaita kuti pangu pandiperere.

Pakurirana nevamwe
Jeremia 10 SCLB