Vatongi 7:9
Vatongi 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usiku ihwohwo, Jehovha akati kuna Gidheoni, “Simuka, buruka uende kumusasa, nokuti ndiri kuzouisa mumaoko ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino nousiku uhwo Jehovha akati kwaari, “Simuka, uburukire kumisasa, nokuti ndakavaisa muruoko rwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usiku hwakarehwo Tenzi akamuti, “Simuka uende kumatendhe avo nokuti ndaaisa mumaoko ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7