Vatongi 7:7
Vatongi 7:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Gidheoni, “Namazana matatu avarume vanwa mvura vachikapa ava, ndichakuponesai uye ndichaisa vaMidhiani mumaoko enyu. Vamwe vanhu vose ngavaende zvavo, mumwe nomumwe kunzvimbo yake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Gidheoni, “Ndichakuponesai navarume ava vana mazana matatu vakakapa mvura, nokuisa vaMidhiani muruoko rwako; vanhu vose ngavaende havo, mumwe nomumwe kutende rake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akati kuna Gidheoni, “Namazana matatu avarume vaita zvokukasva mvura, ndichakununurai, ndigoisa vaMidhiani mumaoko enyu. Rega vamwe vose vaende mumwe nomumwe kumusha kwake.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7