Vatongi 7:2
Vatongi 7:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Gidheoni, “Vanhu vaunavo vakawandisa, kuti ndiise vaMidhiani mumaoko avo; kuti vaIsiraeri varege kuzvikudza pamberi pangu, vachiti, ‘Maoko edu ndiwo akatiponesa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akati kuna Gidheoni, “Varume vaunavo vakawandisa kuti ini ndiise vaMidhiani mumaoko avo. Kuti vaIsraeri varege kuzvikudza pamberi pangu vachiti, simba ravo ndiro ravaponesa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akati kuna Gidheoni, “Vanhu vaunavo vakawandisa, kuti ndiise vaMidhiani mumaoko avo; kuti vaIsiraeri varege kuzvikudza pamberi pangu, vachiti, ‘Maoko edu ndiwo akatiponesa.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7Vatongi 7:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi akataurira Gidheoni achiti, “Vanhu vaunavo vakawandisa kuti ndiise vaMidhiani mumaoko enyu nokuti vaIsiraeri vangazozvizuwidza vachiti, ‘Takazvinunura nesimba redu isu pachedu.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 7