Vatongi 6:17
Vatongi 6:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Gidheoni akapindura akati, “Zvino kana ndawana nyasha pamberi penyu, ndipei chiratidzo kuti ndizive kuti ndimi munotaura neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 6Vatongi 6:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwaari, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu zvino, ndiratidzei chiratidzo kuti ndimi munotaura neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 6Vatongi 6:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akati kwaari, “Kana muchindida ndapota ndiitireiwo chokuratidza kuti imi pachenyu ndimi muri kutaura neni.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 6