Vatongi 5:7
Vatongi 5:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Upenyu hwomumisha hwakapera, hwakapera kusvikira ini Dhibhora, ndasimuka, ndasimuka ini mai muIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 5Vatongi 5:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Misha yakanga isina vanhu munaIsiraeri, yakanga isina vanhu, Kusvikira ini Dhebhora ndichisimuka, Ndichisimuka ini, mai pakati paIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 5Vatongi 5:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Shasha dzokutungamirira muIsiraeri makanga musisina kusvikira kwamuka ini Dhebhora. Kwazomuka ini amai veIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 5