Vatongi 17:6
Vatongi 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mumazuva iwayo Israeri yakanga isina mambo; mumwe nomumwe akaita zvaaiona zvakamunakira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 17Vatongi 17:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pamazuva iwayo kwakanga kusina mambo pakati pavaIsiraeri; munhu mumwe nomumwe waiita sezvaakafunga kuti ndizvo zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 17Vatongi 17:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Panguva iyoyo muIsiraeri makanga musina mambo. Yaingova njake njake, munhu wose achingoita zvake zvomusoro wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Vatongi 17